Arubhaniya

(runangakatsva kubva kuAlbania)
Rudhende rwe Urubhaniya
Rwiyo: Himni i Flamurit, "United around the flag"

Arubhaniya (kana Urubhanyia, kureva Albania, Chiharubhani: Shqipëri, Shqipëria; Republika e Shqipërisë ) uyezve, ichizodanwa zvepachihofisi se Rudhende rwe Arubhaniya, inyika iri kuchichamhembechemabvirazuva e ziwumbe re Yuropu. Nyika ye Arubhaniya yakagadzikwa pa mabhahari eAdhiriya ne Iyoni, mukati meBhahari re Medhiteraniya uye inogovana miganhu nenyika dzinosanganisa Monthenegiro kumaodzanyemba-emadokero, Kosovho kumaodzanyemba-emabvazuva, Masedhoniya kumabvazuva uye Vugiriki kuchamhembe. Nyika ndidzo nyika dzainoganhurana nadzo, zvichisanganisa Itari.

Gutaguru rayo iTirana uye ndiro guta rihombe, richiteverwa ne Dhuresi (Durrës), Vhulore (Vlorë), ne Shikodhe (Shkodër).


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi