Bhahari re Adhiriya (kureva Adriatic Sea; Ruadhiriya kureva adriatic) umwiri we mvura unopatsanura mugimbakirwa we Itari ne weBharukani. Ruadhiriya ndiwo muoko wechekumaodzeranyemba eBhahari re Medhiteraniya, richitandanuka kubva kuRumaniko rwe Otirando (uko kwarinobatanidzana ne Bhahari re Iyoni) kumaodzanyemba-emadokero uye Mupata we Po. Nyika dzine mahombekombe ari paRudhiriya anosanganisa Arubhaniya, Bhoziniya ne Herizegovhina, Kurohesha, Itari, Monthenegiro ne Hlovheniya.