Bhucha (Butcher's Shop) zvinoreva chitoro chinotengeswa nyama. Bhucha ringava chitoro chakazvimirira choga kana kuti rinogona kuva mukati mechimwe chitoro chihombe chinotengesa zvokudya zvakawanda.

Bhucha

Mabhucha mazhinji muZimbabwe anotengesa nyama dzinoti: mombe, nguruve, huku, ne hove. Nyama yemusango inowanikwa zvishoma kumabhucha.