Chamhembe kwakadziva kuMadokero

KuChamhembe kwakadziva kuMadokero (South West in English) ndirwo rudzivo rwunoti kana munhu akatarisa kuChamhembe, anofanira kutenderera gonya rinokwana 45o achinanga kuMadokero. Rudzivo urwu rwuri 45o kubva kuChamhembe, uye 45o kubva kuMadokero.