Chibvumirano chitenderano kana ndanga (Agreement) zvinoreva chitsungo chakaitwa pakati pevanhu kana mapoka evanhu vachitenderana pane zvavanoda kuti vaite. Vamwe vanoti, sungano, shongano, rangano, chirangano kana ndanga.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Mugore ra2008, Zanu-PF neMDC dzakanyorerana chibvumirano chokuti dziwumbe hurumende pamwechete.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaChewa vanoti chilanga (a promise, a covenant) vachireva chitsidzo.