Chikuri sezita
Chikuri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Auther Chikuri;Beula Chikuri; Ruvimbo Chikuri.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaBukusu vanoti siikuri (n. plain, level piece of ground, playing field).