Chinamato (kureva religion) chinotsanangurwa pakazhinji se sistimu ye mutsika-nzanga ye maitiro uye zviitwa, umunhu, zvitendero, maongorapasirose, mahhwaro, nzvimbo dzinoyera, zvisvitswo (kureva prophecies), Zvinyire, kana masangano, anotia nezve vanhu, supanachurali, zvevuzuru, uye zvovudzimu; zvakadaro, hapana mvumirano yechiskora inotaura kuti chinamato chii. Zvinamato zvakasiyana zvinogona kusanganisa kana kusasanganisa zveutsvene, zvinoyera, ruvimbo, munhu/vanhu wechisupanachurali, kana "imwe mhando yekupedzisira uye kuzuruka kunopa maitiro uye simba hupenyu hwose".

Zviitwa zve zvinosanganisa marichuwali, masemoni, komemoresheni, kana vheneresheni (yevanamatwi kana vasande), zvipiriso, mafestivhoro, mabiko, ma-trances, mainishiyeni, rufu nekuviga vanhu, michato, ufungisiso, munamato, mhanzi, useza, kudzana, rupo kuvanhu, kana dzimwe tsika dzevanhu.

Mitauro ye Chibantu chinjirudza

  • Baila vanoti inkombelo (n. religion) kureva chinamato.
  • Baila vanoti shinkombelo (religious person) kureva munamati.

Ringai zve: chinjirudza