Shoko rokuti chisimbwa (allergy) rinoreva kusagona kugara nehutano hwakanaka kana paine chimwe chinhu panzvimbo paugere chingadai semhando yemaruva, kana tupukanana. Vamwe vanhu vanoti vane chisimbwa cheshinda inorukwa majuzi inosakisa kuti vaite munyaviri.

Barachisimbwa (allergen) apa kureva chacho chiri kukonzeresa chisimbwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaWabo vanoti nyangara-nyangara (goose-bumps).