Chitunha kana chibvumba (corpse in English) zvinoreva mutumbi wemunhu akafa. Chitunha chinochengetwa munzvimbo inotonhora kuti chisashata kusvika panguva yokuvigwa. Kumamisha kusina zvipatara vanhu vanoda kukasika kuviga munhu afa; vazhinji vanoviga nezuva rechitatu mushure mokunge munhu afa.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Mhini kana chimhini (Body of murdered person), semuenzaniso, Padzivo pakaitwa mhini: someone was killed at the fight.
  • Akaona mhini yomunhu: he saw the corpse of a murdered person.
  • Kuviga, kana kutsira (to bury the dead) apa kureva kuradzika kana kufushira mufi murinda.
  • Isau naJakobe vakororo vake vakamutsira: his sons Esau and Jacob buried him. (Genesis 35:29 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti ilithuna (n. Grave, sepulchre) kureva rinda. Taabwa vanoti kitumbi' (n. corpse) kureva chitunha.
  • Lunyoro neLugungu vanoti mutumbi (a corpse; body of a dead person) kureva mutumbi.
  • VaBemba vanoti citumbi (n. corpse) kureva chitunha. VaBemba vanoti shika (v. bury) kureva kuviga muvhu.
  • Herero vanoti sira (v. bury; inter; cover with ground; fill a hole by throwing in soil; roast in ashes).
  • VaBemba vanoti icitumbi (n. carcass) kureva mutumbi.
 
Chitunha