Hwada

(runangakatsva kubva kuChiware)

Muchidzidzo cheKupimanzvimbo, hwada (layer kuEnglish) ndicho chimwe nechiwarikwa. Tsananguro izere inowanikwa kuchinyorwa chinonzi chiwarikwa

Zita iri rinotoredzera pakuti layer ine kuumbwa kunenge kweruware; rinova dombo rakapararira panharaunda yakakura asi risina hudzamu hwakanyanya.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Kikongo inoti mbandu (a layer, a stratum, a generation). VaKongo inoti kunda (a layer, a stratum, a storey in a building).
  • Yao inoti mbuwa (a layer). Lugwere inoti lususu (a layer).
  • Lugungu inoti mungunira, mu̱ki̱ki̱ma kana mu̱zi̱mbo (a layer).
  • Zigula inoti tabaka (a layer).