Enzyme imbundanirwa remishonga (chemical compound) uye mupurotini. Kana zvawanikwa zvishoma, zvinobatsira kushandura zvikuru mimwe mibatandizwa wehatomu, asi maenzymes haashanduke pazviitiko.

Enzyme rimwe rinokwanisa kukonzera kushandura uku muzvishoma zvemhando zvemubatanidzwa wemahatomu.