Ghini Yomutsazanisi

(runangakatsva kubva kuEquatorial Guinea)
República de Guinea Ecuatorial
République de Guinée équatoriale
República da Guiné Equatorial
National motto: "Unidad, Paz, Justicia" (es)"Unité, Paix, Justice" (fr))"Unidade, Paz, Justiça" (pt)

Ghini YoMutsazanisi (kureva Equatorial Guinea; Spe: Guinea Ecuatorial; Fur: Guinée équatoriale; Put: Guiné Equatorial), uye futi Ghini Umutsazanisi, uye pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Ghini Yomutsazanisi (Chispeini: República de Guinea Ecuatorial, Chifurenji: République de Guinée équatoriale, Chiputukezi: República da Guiné Equatorial), inyika irikumadokero ehombekombe re Afurika Yepakati, ine ruwa runotora 28,000 skweya makiromira (11,000 sk mi). Yaimbove koloni ye Ghini Speini, zita rayo mushure merusunungoku inovamba kunzvimbo yayakagadzikwa kudhuze ne mutsazanisi uye ne Guhwi re Ghini. Kubva 2021, nyika iyi yave nehuwandu hwe vanhu we 1,468,777.

Vanhu vekuGhini YoMutsazanisi vanonzi Equatorialguineans, saka tenge tichivati Vatsazanghini uye munhu mumwechete anenge achinzi Mutsazanghini/Mtsazanghini.



Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze