Gwanza (gap) zvinoreva nzvimbo yakavhurika iri pane chivakwa kana chiumbwa chakavharika dzimwe nzvimbo. Gwanza ringava pamadziro, paruzhowa, kana panzvimbo inoda mubati yasara isina munhu.