Gwenzi (Shrub in English) zvinoreva muti kana dzinde risina kukura zvakanyanya, tingati pasi pemamita matatu (3m) dzehukwidza. Shoko rokuti gwenzi kana kuti makwenzi rinokwanisawo kushandiswa kutaura mishonga yokurapa inobva pamadzinde akasiyana siyana.

Tsika chinjirudza

Gwenzi iri rinorapa chikosoro.