Muchidzidzo chePimanyika, hubumbe (convex) izwi rinotsanangudza chiumbwa chine uso hwakabumbira kunze. Mufananidzo ungapiwa kuumbwa kwakaitwa dumbu rakaguta kana kuti dutu revhu rinounganidzwa pakugadzira gandiwa rinoeredza mvura.

Lens rine hubumbe mativi maviri.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti amangungu (Curved, convex).