Hudonongodzwa zvinoreva kunyorwa pasi kwezvinhu zviri kutaurwa nezvazvo. Panogona kunyorwa hudonongodzwa hwemazita evanhu kana wezvinhu zviri kuda kutengwa kana kutengeswa. Gwaro iri rinokwanisa kunge rakarongeka nenzira dzakasiyana-siyana zvichitevedza alphabet. Imwe nguva hudonongodzwa hunokwanisa kuringaniswa zvinhu: nenzvimbo yekwazvinobva; nezera; nehukuru kana hudiki; neruvara; nehukoshi hwemari zvichinodaro maererano nokuti chii chiri kutsvagiwa.