Ruambamhuka

(runangakatsva kubva kuKetamhuka)

Ruambamhuka (Zoology kuChirungu) ibazi rechidzidzo cheRuambamhenyu rinotarisa zvemhuka. Zvarinobata zvinosanganisira: chimiro chemhuka, kubereka kwadzo, matunhu dzinogarwa nemhuka, uye kuti rudzi rwemhuka rwunorarama here kana kuti rwakatsakatika. Nyanzvi yakadzidzira chidzidzo ichi anonzi chiambamhuka.

Mufananidzo wechimiro chembwa mubhuku rinonzi Handbuch der Anatomie der Tiere für Künstler.

Kupiwa kweZita chinjirudza

Mazwi eBantu chinjirudza

  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).