Shoko rokuti kuchadudza (to make an incision) rinotaura kucheka chinhu chakapfava semunyepfu wenyama pamunhu kana mhuka nebanga rakapinza.


Tsika chinjirudza


  • Chiremba akachadudza padumbu remudzimai kuti aburitse mwana nokuti mudzimai akanga atora nguva yakareba ari pahata.


  • Mutana anochadura nyama nebanga nokuti haachina mazino.