Kudedera (kureva tremble, shake muChingezi) iwito kana chiito chinotsanangura kuzunzikana kwe mwiri nekuda kwe kutonhorwa, kunetsekana, kunwisa kafeni, kana kusashanda kwazvo kwe manevhi emumwiri muzvimwe zvirwere.

Ringai zve: chinjirudza