Zvakadomwa (call out a list or state) ndizvo zvifaniro zvakataurwa kana kunyorwa pasi kuti zvinge zvichionekwa pane zviri kuburwa zvichitengeswa. Zvakadomwa zvinotaura mwero wehusvinu huri kudiwa nemutengi.

Kana mutengi akazodzoka oti aitarisira husvinu huri pamusoro aiwa iyi inenge yave nyaya yezvinotarisirwa asi zvanga zvisina kududzwa.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Doma mazita eMadzishe vanopinda mudare reParamende.
  • Wachidoma: you have hit the nail on the head.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lubukusu vanoti chiilomo (talk; conversation), kureva hurukuro. VaBukusu vanoti élomo (n. word, cause, purpose, incident, reason, Holy Word, gospel).
  • Lubukusu vanoti khuuloma (v. speak, say, talk, tell, chat, chatter, sing a chorus, complain). Mamwe mazwi: khuulomana (v. quarrel, squabble, talk to e.o.).
  • Lubukusu vanoti khuulomaloma (v. chat, speak, talk). Fananidzai nokuti kudoma?