Kudzinda (reluctance, unwillingness) - rinoreva kusada kuita chinhu chiri kutaurwa.

  • Dzindi (Working against; or opposing) - Akamuti dzindi achimurevera nhema. Apa kureva He worked against him by telling lies about him.
  • Dzinduka (Be resistant) - Injini yeBhazi yaidzinduka kumuka mangwanani nokuti kwakanga kuri kutonhora.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Mwana kana achidzinda-dzinda ndiko kuzivisa vabereki kuti haasakabudirira muchikoro. Apa kureva When a child shows unwillingness to do anything at home that is a sign to his parents that he has failed at school.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • AmaZulu vanoti zinda (remain behind, hold back, be reluctant) vachireva kudzinda.
  • MaZulu vanoti zinda (2. be firmly based; stand firm upon something) vachireva kudzika midzi panzvimbo.
  • MaZulu vanoti Lendlu izinde emadwaleni (This house is built on rock) vachireva imba iyi yakadzikwa padombo.