Shoko rokuti kunyerudza kana kunyerusa rinoreva kupamba munhu nechisimba achiendeswa kunzvimbo kwaasingadi kwaasina rusununguko, zvikurusei nechinangwa chekuda kurhanda mari kubva kuhama dzake dzinotarisirwa kuripa kuti munhu adzoke.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Baila vanoti ku landa (confiscate, confiscation) vachireva kutora zvekubvuta. Fananidzai nokuti kurhanda.
  • VaLenje vanoti landa (seize, take, get hold of, make give up) vachireva kutora zvekubvuta.