Shoko rokuti kupinga rinotaura kushandisa mushonga unodzivirira kungava kurwara kana kukuvadzwa nemuchetura kana mishonga inganzi yeuroyi. Mushonga unoshanda sezvizvi pakudzivirira chirwere unonzi mupingi. Zvichida shoko rokuti kupinga ringaturikira kubaiwa kwenhomba - kureva apo vanhu vanopiwa mishonga inodzivirira zvirwere; iya inonzi vaccination or immunization kuChirungu.

Mazwi an Hukama chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Lenje inoti pingila (block or obstruct; fasten or bar a door). Kirundi inoti gutota (sprinkling medicine to protect from evil).
  • Digo inoti pinga (to oppose) kureva kupinga. VaLamba vanoti pinga kana kanga (v. hinder) kureva kupinga.
  • VaNyakyusa vanoti pinga (to obstruct) kureva kupinga. VaNyakyusa vanoti pingana (debate, disagree).
  • MaZulu vanoti finga (Render harmless, destroy the virtue of a harmful charm), kupinga.
  • MaZulu vanoti finga (Cause to forget, dull the memory) vachireva kukonzera hanganwa.
  • VaBukusu vanoti khuubiinga (stop someone from something bad) kureva kupinga.