Kurudzanisa
- Kurudzanisa (Generate) apa kureva kukwenya magesti negwenya sezviri kuDhamu reKariba.
- Kurudzanisa (Bear much children or fruit) apa kureva kubereka michero kana vana zvakanyanya.
- Kurudzanisa (to scatter over wide area) apa kureva kumwaya zvinhu panzvimbo yakakura. Iri izwi ringagona kushandiswa kuturikira speaking in generalities apa kureva kutaura uchimwaya mashoko pazvinhu zvakawanda usina kuti nanga-nanga nechimwe.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |