Kusvinyanga (to mold sadza) zvinoreva kuumba sadza muchanza uchidzvanya kuita kabhora kadoko kanokabirika mukanwa.

Tsika chinjirudza

Sadza rapakurwa mundiro rinonzi mukonde wesadza; kana razonyanya kukura ronzi zimukonde kana kuti gonde resadza. Iro izwi rokuti Negonde rikazova zita remhuri uye chidawo chedzinza muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza