Kutsvoda (Kissing) chiratidzo cherudo chinoitwa nevanodanana vangava murume nemukadzi vakaroorana, mukomana nemusikana vanodanana, kana mubereki anotsvoda mwana wake.

Kutsvodana

Mutsika dzeZimbabwe kutsvodana hachisi chinhu chinonyanya kuitwa paruzhinji pane vanhu, zvinoonekwa sezvinonyadzisa kana zvisina hunhu.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaZigula vanoti kushuma (kiss, kissing). Mamwe mazwi kushumika (be kissable).
  • VaZigula vanoti kushumana (kissing each other). Mamwe mazwi kushumwa (to be kissed).