Kuxapa (kureva kuirdza tsamwa paChishona chemazuvaose) ishoko reChindau rinoshandiswa kutsanangura manzwiro ekusafara kwomunhu nekuda kwezvinenge zvaitika, zvataugwa, zvaoneka kana kufangwa, uye nezvimwe zvikonzero.

Ringai zve chinjirudza