Chikondamvura

(runangakatsva kubva kuMadamvura)

Izwi rokuti chikondamvura (hydrophilic in English) rinodudza kuti chinhu chinoda kubatana nemvura uye kunyunguduka mumvura. Muenzaniso watinoona ndewe munyu (salt) kuti inonyungudika zviri nyore mumvura.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaChewa vanoti kukondanzeru (n. philosophy).