Mapeya
Mapeya (pair) zvinoreva zvinhu zviviri zvakasikwa kana kugadzirwa kuti zvishande zviri pamwechete sepeya dzebhutsu.
Kurerutsa Mukauro chinjirudza
- Peya dzeshangu.
- Peya yemapatya.
- Peya yechigero.
Mitauro yeChiBantu chinjirudza
- Herero vanoti ombangane (pair; couple) kureva pea.