Menduru (Medal) chishongo chinopfekedzwa munhu anenge abudirira akakunda mumakwikwi emitambo. Kazhinji kunopiwa menduru nhatu dzakarongwa nehukuru hwadzo dzinoti: gold; silver nebronze.