Mubangwa (Figtree, Ficus sycomorus) muti unowanikwa wakapararira muAfrica munyika dzinoti: Ethiopia, South Sudan, Sudan, Kenya, Uganda, Ivory Coast, Burkina Faso, the Gambia, Ghana, Guinea, Nigeria, Angola, Malawi, Mozambique, Zambia, Zimbabwe neSouth Africa

Mubangwa
Maruva eMubangwa
Makwati eMubangwa

Mitauro yeBantu chinjirudza

Mamwe mazita unonzi: gunukira, mufandemengwe kana mufarata.

Zvakakochekerwa chinjirudza