Mushikashika (pirate taxi) imotokari inofamba ichitakura vanhu sebhizinesi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti shikashika (Work laboriously, toil away at).
  • MaZulu vanoti umshikashika (Severe struggle (physical or mental) ; great exertion; heavv work).
  • MaZulu vanoti shikaza (Work vigorously, be engrossed in work).
  • VaSwahili vanoti mshiki kana mshika (one who holds something. 1. naut. helmsman. 2. driver of an automobile, 3. pilot (of an airplane).