Muururo kana kuti mbururo (Auger) zvinoreva chibooreso chine kuumbwa kana shepi yezononoko chinoshandiswa kuboora maburi pamapuranga.

Muururo, 1849

Mazuvano nekuwanda kwehumhizha kwave nembururo dzinoshandiswa kuchera makomba anodzimikwa mapango emagetsi kana enhare. Kunoitawo mbururo dzinoshandiswa kucheka mazaya echando panzizi dzakagwamba nechando munyika dzakadai seCanada.

Mitauro yeBantu chinjirudza