Ngwarati kana mharapara (sable in English) imuka yemusango iri mumhuri yenhoro. Mhuka iyi ine ruvara rwutema (black) nedumbu jena (white). Pachiso chayo ine mutandamhuno mutema nemitsetse mitema inobva kumaziso ichienda kumuromo. Muromo wepasi unenge uri muchena. Ngwarati ine nyanga dzakasvonaka dzakakombama dzichidzokera kumashure.

Tsika chinjirudza

  • Zvaiwana ngwarati - kureva kuti uya anombozviti ndini ndinogona zvamuwanawo nhasi.
  • Chikwata cheRugby cheZimbabwe chinodanwa kunzi "Sables" - iriyo ngwarati.

Mitauro yeBantu chinjirudza