Nhunzi kapembenene kanowanikwa Pasirose kanowanikwa mudzimba uye munzvimbo dzinogara vanhu. Nhunzi inotakura zvirwere.mwana wacho anonzi nhunzana. Nhunzi inokura kuita 8-12mm, uye nzvari dzakakura pane mikono yacho.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Nhunzi dzinomhumha pamurwi worukweza - apa kureva kumomotera ronda.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Herero inoti -pumura (v. hit).