Nhutirwa (Inputs in English) zvinotaura chero zvinhu zviri kupinda panharaunda iri kucherechedzwa.

  • Kana pari pakufamba kwebhazi nhutirwa zvinhu zvinosanganisira peturu, mafuta nezvimwewo.
  • Zvacho zvinobuda panharaunda iyi zvinonzi nhururwa.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Shoko rokuti nhutirwa rinotodza rokuti kututira rinoreva kupinza zvinhu panharaunda iri kucherechedzwa iri kutaurwa nezvayo. Shoko ndiro rimwe kuti nhutirwa paumwe nepakuwanda.