Nwiwa (watermelon in English) muchero unowanikwa musango kana kuti uchirimwa pamusha. Nwiwa kana kuti vise muchero unonzi wakabva kuno kuchamhembe kweAfrica ukazopararira Pasirose. Manwiwa anorimwa muminda pamwe nechibage nemanhanga.

  • Jeza (immature watermelon) apa kureva nwiwa risati rasvika.
  • Mhudzi (seeds of melon species).
  • Izwi rokuti mpale (dried strips of melon) rinotaurwa kuKalanga richireva mbadzi dzenwiwa dzakawomeswa kana kufushwa.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Mazwi eBantu chinjirudza

  • BaKalanga vanoti phudzi (seeds of melon species) vachireva mhudzi.
  • Mururimi rweChewa vanoti mavemve kana matikiti (to melon) kureva manwiwa.
  • VaNyungwe vanoti bvembe kana mabvembe (watermelon) kureva nwiwa.