Nzwara (ku Chingezi: nail; nails) kana nzara i nhengo inowanikwa kunoperera zvigunwe nechepamusoro, uye nhengo iyi inoramba ichikura nguva dzose nyangwe munhu achembera. Nzwara dzinowanikwa ku (zvigunwe zve) tsoka zvose nemaoko.

Nzwara dzisina kupendwa
Kupendwa kwenzwara
Nzwara dzaka pendwa ruvara rwe ndarama

Zita chinjirudza

Iro zita rekuti nzara ngarisa sanganiswe nenzara (kana zhara) yemunhu paanenge asati arya.

Mitauro ye Chibantu chinjirudza

  • VaGungu vanoti luzala kana nzala (n. finger nail, toe nail) kureva nzara. VaBemba vanoti lwala (n. fingernail, toe nail) zvichireva nzara.
  • Kirundi vanoti urwara (fingernail, toenail, claw) kureva nzara. Kimbundu vanoti kiala (nail, fingernail, toenail) kureva nzara.
  • Shambala vanoti kombe kana makombe pakuwanda (n. nail) kureva nzara.
  • VaSango vanoti nzana kana nzené (n. a fingernail, a claw) kureva nzara.

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza