Pfumbu (kureva grey; gray) kana pfupfu, muvara uri pakati petema ne chena.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Muvara kudzuna (kureva neutralizer) kana rushayarhangi (kureva achromatic), kureva paudi "chisina ruvara", nekuti inosanganisa tema ne chena. Muvara rwe denga rakavharwa ne makore, marasha ne mutobvu.

Ringai futi: chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Lingala inoti mbwi (adj. grey) kureva pfumbu.