Muchidzidzo chePimanyika kururama (Right angled, normal) izita rapiwa kutsangangudza mitsetse inosangana pamukwava ne90o. Iri zita rapiwa kubatsira kuti titaure muchidumbu. Apa kufananidza kutaura kuri kuEnglish kunonzi the wall is normal to the floor - zvinoreva kuti madziro anosangana nepasi pamukwava une gonya re 90o.

Nokutaura uku, right angled triangle inenge yave kunzi gonyanhatu yakarurama.

Shoko rokuti kururama (going straight, direct) rinoreva kuenda nenzira yakatwasuka.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaLenje vanoti lulama (1. be straight, even, level 2. be straight-forward, honest, upright).
  • VaLenje vanoti lulamika (1. set right, straight, level).
  • VaDigo vanoti twaa (vertical, very straight, upright) vachireva twasa.
  • VaDigo vanoti mwana akaima twaa (The child has stood upright) vachireva mwana akamira akati twasa.