Ruvangu (n. Sparrow hawk) ishiri inowanikwa pamureza wenyika yeZimbbwe. Shiri iyi yaiwanzo wanikwa munzvimbo dzine nzizi nemadziva sezvo ichidya hove .