Shato (Python in English) inyoka ine makamba machena nematema inowanikwa kuno kuAfrica; Australia neAsia. Kune marudzi masere (7) eshato. Shato haina huturu; inouraya mhuka nokudzimonerera yodzisunga kusvika pakutadza kufema uye kutyoka mapfupa.

Magariro chinjirudza

Shato inowanikwa muAfrica mudunhu reTropics kuri kuchamhembe kwegwenga reSahara. KuAsia inowanikwa zvichibva kuNepal, India, Pakistan, neSri Lanka, inowanikwawo zvakare ku, Myanmar, kuchamhembe kweChina, Hong Kong, Indonesia nePhilippines.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Shato yakati mhembwe dindiri: the python coiled itself tightly round the duiker.
  • Dindiridza (1. Coil round. 2. Make to fall and roll). Makano anodindiridzwa norunhare: hunting axes have wire wound round their handles.
  • Kudindirika (Fall and roll - of round object) apa kureva kudonha nekubva chakunguruka.