Shondo imboro inenge isina ganda rekumberi rinovhara musoro kana kuti inenge yakachecheudzwa. Varume vanoiswa shondo kana vachinge vasangana nematambudziko pakusvira kana kuti pakuchaya bonyora.shondo imwe inoitika pakukura musoro unokura zvinobva zvaita kuti ganda risavhara zvakanaka.vanhu vanokura neshondo vanoonekwa nenharo zhinji panevamwe. Asi shondo dzinogona kuiswawo nekuda kwechitendero chevanhu vakasiyana siyana. Zvinonzi mboro dzine shondo dzino nonoka kubata hutachiwana hunotapudzirana pakusvirana, izvo zvinosanganisira sifirisi, gonoriya neAIDS. Tinoudzwa isu kuti vakadzi vanoti varume vane shondo ndivo vanonaka nenzira yekuti pamberi peganda ravo panenge patindivara pasisiri yatingati senzitivhi pachirungu. Izvi zvinoita kuti vakwanise kuramba vachikoira vasingatundi kwenguva yekareba. Pavanozotunda mbewu yavo inenge iri hobvu, ungati mukaka wakakora. Murume ainzi Charles Magazeni aiva neshondo. Akamborobwa na Dhereki abozhwa achichaya bonyora kuna Mai Yuna.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Baila vanoti bushonto (smallness) kureva hudiki hwechinhu.
  • Baila vanoti -shonto (small, little). Sokuti: matwi mashonto (the ears are small).