Tsvigiri (Chirungu: sugar) tsvikiri kana Chokera uye Shokera inowanikwa panosvinwa muto wenzimbe uchizopiswa mvura yacho posara magodo. MuZimbabwe shuga inogadzirwa kubva kunzimbe dzinorimwa kuChiredzi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. sw:wiki (5 Chikunhuru 2014)'Sukari' Sukari Yakatariswa: 19 Chikumi 2021
  2. 'Chokera' Sukili. Yakatariswa: 19 Chikumi 2021
  3. 'Chokera' Isukari. Yakatariswa: 19 Chikumi 2021
  4. 'Chokera muChisotho' translate.com Yakatariswa: 19 Chikumi 2021
  5. smlwardafterall, h.z., 'Chikafu muChivhenda' Intro to Tshivenda. Yakatariswa: 19 Chikamu 2021