Shuramurove

Shiri inounza mvura yekunaya

Shuramurove kana [[[dambiramurove]] (Abdim's Stork in English) ishiri ine makumbo marefu inowanikwa kuEurope uye inotamira kuAfrica munguva dzechando kuEurope.

Ciconia abdimii

Kare maiti mukaiwona moziva kuti mvura yawapadhuze nekunaya. (Shuramurove means "harbinger of rain")