Tsono pazviridzwa (Stylus in English) kapini katete kanorava mumhanzi kana mashoko kubva padamba rakatsikiswa.