Afurika ye Madokero

Africa-countries-WAFU-UFOA.png

Afurika ye Madokero (kureva West Africa, Western Africa) kana Madokero e Afurika, ichisi chinowanikwa kumadokero e ziwumbe re Afurika. Mubatanidzwa we Madhidhizha unotsanangura kuti pane nyika 16 Bhenini, Bhurukina Faso, Kepi Vhedhe, Gambia, Ghana, Gini, Gini Bhisawu, Koti Dhi Vhwa, Ribheriya, Mali, Moriteniya, Naija, Naijeriya, Senegaru, Siyera Riyoni, ne Togo, uyezve Musande Helena, Ascension and Tristan da Cunha (chisi cheUK chirikuzhe).