Alick Macheso muimbi wemuZimbabwe anoimba nziyo dzemusambo unonzi Museve. Alick Macheso akazvarwa nokukurira mudunhu reBindura kuMashonaland Central, akaita nguva achiimba pamwe naMadzibaba Nicholas Zacharia. Akazotanga chikwata chake icho chinonzi Orchestra Mberikwazvo akabuditsa madambarefu akati kuti.