Hydrogen redirects here other visit in english

hydrogen igas rinobvira zvikuru.Riripanamba 1 paperiodic table and atomic mass yacho i11.Hydrogen igas risina manuetrons nekuti atomic mass idukusa.

Production in Labs chinjirudza

Hydrogen mumalabs rinotorwa through chemical reaction.Rinotarwa kana paitika inonzi bubles pass out.Semuenzaniso calcium yakaiswa mumvura panotonga kubuda mabubbles - ahydrogen.Hydrogen inoita zvekuputika kana iripadhuze nechimwe chinhu chino bvira.Hydrogen inotorwa zvakara kana paitika chemical reaction neacid.Hydrogen inobuda musulphuric acid kana paiswa zinc .Mabables anotanga kubuda zvekare pachibuda yatinoti hydrogen

industrial production chinjirudza

Mumaindustries hydrogen inobuda kubvamumaelectrolysis yemvura nesalt .Electrolysis mvuta nesalt panakonzera kuti bude hydrogen nechlorine.Chlorine ndiyo inozoshandiswa pakubleacher maagents.Hydrogen iyi yocollecter yoiswa mumatanks.Hydrogen inogadzirwa futi kubva musulphuric acid.Panoitwa inonzi ekectrolysis kuchibuda hydrogen neoxygen. Oxygen inenge yakushandiswa kunevarwere varikutadza kunyatsofema.Hydrogen inotorwa yyoisw as mumatanks yonotengeswa

uses chinjirudza

Hydrogen inonyanyo kushandiswa pakubvirisa zvinhu.Inoshandiswa kugadzira acetylene by burning calcium carbide in destructive distillation by water to form acytelene.Hydrogen Inoshandiswa futi kugadzira methane by mixing hydrogen with carbon - dioxide. Hydrogen inoshandiswe zvekumaAcids.Infact maacids ese anehydrogen.

compound chinjirudza

Macompound akawandisa tongoti unongowawana every corner.Macompounds ehydrogen anoti mvura , acids , hydroxides , organic compounds.As u may know hydrogen, is part of ou were lives.It is available in foods as hydrocompounds.Aya tomati , mahydrocarbons.Chese chikafu chatinodya chinocontainer mahydrocarbons.Hydrogen common acids are nitric acid , hydrochloric acid ,sulphuric, acid.


for more hydrogen chinjirudza

visit wikipedia to save you more in english I