Bandira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Bandira; Tapiwa Bandira; Nyasha Bandira; Noreen Bandira.
  • Bandira (Break hard ground with plough) apa kurevera kurima munda kwakaoma kusati kwanaya.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti bandila (v. to stow closely, pack closely, shake down closely - of a basket of grain).